RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/14 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 14
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 14
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 4/14 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaApril 14

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 14

Rwiyo 114 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 5 ¶18-21, bhokisi riri pap. 55 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 11-14 (10 min.)

Nha. 1: Eksodho 12:37-51 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Ndezvipi Zvimwe Zviitiko Zvinobatana Nokuvapo kwaKristu?—rs p. 114 ¶1-5 (5 min.)

Nha. 3: Petro Ndiye “Ruware” Here?—td 3B (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 100

15 min: Shandisa Zvakanaka Bhuku Regore ra2014. Kukurukurirana. Dzokororai “Tsamba Inobva kuDare Rinodzora.” Rongai pachine nguva kuti vamwe vatsanangure chakaitika chinokurudzira kubva muBhuku Regore. Kumbirai vateereri kuti vataure zvimwe zvakavabaya mwoyo zviri pamushumo wenyika yose. Pedzisai nokukurudzira vose kuti vaverenge Bhuku Regore rose zvaro.

15 min: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kubatsira Watinenge Tichishanda Naye.” Kukurukurirana. Ivai nemienzaniso mipfupi miviri inoratidza munhu asingagoni kubatsira mumwe wake. Panopera muenzaniso mumwe nemumwe, kumbirai vateereri kuti vataure kuti aifanira kuita sei kuti abatsire mumwe wake.

Rwiyo 45 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe