RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/14 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 17
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 17
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 2/14 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 17

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 17

Rwiyo 15 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 3 ¶1-10 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 29-31 (10 min.)

Nha. 1: Genesisi 29:21-35 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Zvichareva Rumuko Kune Voruzhinji—rs p. 314 ¶2–p. 315 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Bhaibheri iShoko raMwari Rakafuridzirwa—td 2A (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 92

10 min: Iva Neushamwari Paunenge Uchiparidza. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri peji 118, ndima 1, kusvika papeji 119, ndima 5.

5 min: Uri kushandisa jw.org Muushumiri Hwako Here? Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika zvinofadza pavaishandisa jw.org muushumiri. Kurudzirai vateereri kuzivisa vanhu nezvejw.org pose pazvinenge zvakakodzera.

15 min: “Ita Kuti Ufare Mumwaka Uno weChirangaridzo!” Mibvunzo nemhinduro. Kumbirai vaya vari kuronga kuita upiyona hwebetsero pasinei neutano husina kunaka kana kuti vane zvakawanda zvokuita kuti vataure zvavachaita kuti vakwanise kuwedzera ushumiri hwavo. Pamunenge muchikurukura ndima 3, kumbirai mutariri webasa kuti ataure urongwa hweungano hwemisangano yebasa romumunda mumwedzi yaMarch, April, naMay.

Rwiyo 8 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe