RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/14 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 3
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 3
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 1/14 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 3

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 3

Rwiyo 22 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 2 ¶12-20 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 21-24 (10 min.)

Nha. 1: Genesisi 23:1-20 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Nei Jesu Aionekwa Aine Miviri Yenyama?—rs p. 312 ¶3–p. 313 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Munhu Anofanira Kubhabhatidzwa Kuti Ave MuKristu—td 35A (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 81

10 min: Govera Magazini Muna February. Kukurukurirana. Tangai nokuenzanisira kuti magazini acho angagoverwa sei muchishandisa mharidzo dzokuenzanisira dziri papeji ino. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera, muchiverenga mutsara mumwe kana miviri panguva, uye mokumbira vateereri kuti vataure chinangwa chemitsara yacho. Yeuchidzai vaparidzi kuti vanofanira kushandisa mashoko avo, uye kuti vanogona kusarudza kugadzirisa mharidzo yacho kana kugadzira imwe. Pedzisai nemashoko mashoma ekukurudzira vose kuti vajairane nemagazini acho uye vashingaire pakuagovera.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana kunoitiswa nemutariri webasa. Udzai ungano kuti ndima yenyu yakashandwa zvakadini pamushandirapamwe wekugovera Mashoko oUmambo Nha. 38. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti vakabatsirwa sei nokuita mushandirapamwe wacho uye kuti vataure zvakaitika zvinofadza.

10 min: Muchavaziva Nezvibereko Zvavo. (Mat. 7:16) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2013, peji 47, ndima 1-2; uye peji 52, ndima 1-6. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

Rwiyo 25 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe