Zviziviso
Zvichagoverwa muna January naFebruary: Shandisai rimwe remabhurocha emapeji 32 anotevera: Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!, Teerera Mwari, kana kuti Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi. March naApril: Magazini eNharireyomurindi neAwake! May: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti akabudiswa pamagungano eruwa a2013.