RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/13 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 6
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 6, 2014
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 12/13 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 6

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 6, 2014

Rwiyo 132 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl p. 3 uye chits. 1, ¶1-9 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 1-5 (10 min.)

Nha. 1: Genesisi 4:1-16 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Vanhu Vari Muchitendero Chechokwadi Vanoshingaira Kuparidza nezvoUmambo hwaMwari—rs p. 58 ¶4 (5 min.)

Nha. 3: Nei Mwari Asingatenderi Kunamata Madzitateguru?—td 13A (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 125

10 min: Mazano Okugovera Magazini Muna January. Kukurukurirana. Kwemasekonzi 30 kusvika kuminiti imwe chete taurai kuti zvii zvichaita kuti magazini acho afarirwe nevanhu mundima yenyu. Zvadaro, muchishandisa nyaya iri pakavha yeNharireyomurindi, kumbirai vateereri kuti vataure mubvunzo uchaita kuti vanhu vafarire. Zvadaro, vakumbirei kuti vataure rugwaro rwavangaverenga. Itai zvimwe chetezvo neAwake!, uye kana nguva ichiripo, shandisai imwewo nyaya iri mune imwe yemagazini acho. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana kuchaitiswa nemutariri webasa. Udzai ungano kuti ndima yakashandwa zvakadini pamushandirapamwe weturakiti raMashoko oUmambo Nha. 38. Itai kuti vateereri vataure kuti vakabatsirwa sei nokushanda pamushandirapamwe uyu uye itai kuti vane zvavakasangana nazvo zvinokurudzira vazvirondedzere.

10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti 1 VaKorinde 9:19-23 iverengwe. Kurukurai kuti ndima idzi dzingatibatsira sei muushumiri.

Rwiyo 7 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe