RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/13 p. 7
  • Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 12/13 p. 7

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

Mibvunzo inotevera ichakurukurwa paChikoro chaMwari Choushumiri muvhiki inotanga naDecember 30, 2013. Musi unenge uchikurukurwa pfungwa imwe neimwe waiswa kuitira kuti mugone kutsvakurudza panguva yamunenge muchigadzirira chikoro vhiki imwe neimwe.

1. Chii chichatibatsira kuratidza unyoro kuzviremera zvenyika? (Tito 3:2) [Nov. 4, w03 4/1 p. 25 ndima 18-19]

2. Tingadzidzei pane zvakataurwa naPauro kuna Firimoni zvakanyorwa pana Firimoni 4, 5, uye 7? [Nov. 4, w08 10/15 p. 31 ndima 2, 3; w92 4/15 p. 25 ndima 2]

3. Tinopinda sei muzororo raMwari? (VaH. 4:9-11) [Nov. 11, w11 7/15 p. 28 ndima 16, 17]

4. Tingadzidzei kuna Samueri nevatongi vaiva vakatendeka uye vaprofita vakaita kuti pave “nokururama”? (VaH. 11:32, 33) [Nov. 18, w11 1/1 p. 25 ndima 5, 6]

5. Nei Jakobho akanyora kuti “uchenjeri hunobva kumusoro, kutanga, hwakachena, uyewo hune rugare”? (Jak. 3:17) [Nov. 25, w11 8/15 map. 30-31 ndima 15]

6. ‘Vakafa vakaziviswa mashoko akanaka’ ndivanaani? (1 Pet. 4:6) [Dec. 2, w08 11/15 p. 21 ndima 6]

7. Maererano na1 Johani 2:7, 8, murayiro upi wakanzi naJohani waiva “wekare” uyewo uri “mutsva”? [Dec. 9, w08 12/15 p. 27 ndima 6]

8. Mazita okuremekedza okuti “Arufa naOmega” uye “Wokutanga noWokupedzisira” anoreva ani? (Zvak. 1:8, 17) [Dec. 16, w09 1/15 p. 30 ndima 6]

9. VaKristu vakazodzwa vanoiswa “zvisimbiso” munzira dzipi mbiri? (Zvak. 7:3) [Dec. 23, w07 1/1 p. 31 ndima 1]

10. Nei tingava nechokwadi chokuti zvikomborero zvakafanotaurwa zvoUmambo zvichanyatsoitika, uye kuziva izvi kunofanira kuita kuti tiite sei? (Zvak. 21:5, 6) [Dec. 30, re p. 304 ndima 9]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe