RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/13 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 2

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 2
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 2
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 11/13 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaDecember 2

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 2

Rwiyo 123 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jl Zvidzidzo 14-16 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Petro 1-5–2 Petro 1-3 (10 min.)

Nha. 1: 1 Petro 2:18–3:7 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Chitendero Chechokwadi Chinodzidzisa Zvinobva muBhaibheri Uye Chinoita Kuti Zita raMwari Rizivikanwe​—rs p. 57 ¶3-4 (5 min.)

Nha. 3: Nei Tichiti Jesu Ndiye Mesiya​—Ruka 24:44; VaG. 4:4 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 116

5 min: Mazano Okugovera Magazini Pamwe Chete Neturakiti raMashoko oUmambo Nhamba 38. Kukurukurirana muchishandisa mibvunzo inotevera: Pazvinenge zvakakodzera, nei tichifanira kugovera magazini pakupera kwevhiki patinenge tichigovera Mashoko oUmambo Nhamba 38? Ndeipi ingava mikana yakakodzera yokugovera magazini? Tingatii patinenge tava kugovera magazini pashure pokupa munhu turakiti raMashoko oUmambo?

15 min: Wakambozviedza Here? Kukurukurirana. Muchipa sehurukuro, taurai muchidimbu mashoko ari munyaya dzichangobva kubuda muUshumiri Hwedu hwoUmambo dzaiti: “Nzvimbo Yedu Yepamutemo Inobudisirwa Mashoko paIndaneti—Yakagadzirirwa Kuti Itibatsire Uye Ibatsirewo Vamwe” (km 12/12), “Shandisa Mavhidhiyo Pakudzidzisa” uye “Ndiani Angafarira Nyaya Iyi?” (km 5/13). Kumbirai vateereri kuti vataure kuti vakabatsirwa sei nekushandisa mazano ari munyaya idzi.

10 min: Zvomuungano yenyu.

Rwiyo 12 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe