RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/13 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 19
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 19
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 8/13 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaAugust 19

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 19

Rwiyo 51 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 13 ¶8-13 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: VaRoma 9-12 (10 min.)

Nha. 1: VaRoma 9:19-33 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Kana Mumwe Munhu Akati, ‘Munodavira Here Kuti Vanhu Vachatorwa?’—rs p. 187 ¶5-7 (5 min.)

Nha. 3: Zvikonzero Zviri muMagwaro Zvinoita Kuti Tisatya Vanhu—Ruka 12:4-12 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 113

10 min: “Shoko raMwari Rine Simba.” Mibvunzo nemhinduro. Zivisai kuti gungano rezuva rimwe chete richaitwa rini kana mava kuzviziva.

10 min: Kupindura Kwaungaita Vangangoramba Kukurukurirana Mundima Yenyu. Kukurukurirana kuchaitiswa nemutariri webasa. Taurai nzira mbiri kana nhatu dzinoshandiswa nevanoramba kukurukurirana mundima yenyu dzisimo mubhuku raKukurukurirana. Kumbirai kuti vateereri vataure mapinduriro atingaita. Ivai nomuenzaniso mupfupi.

10 min: Paridza Noushingi. (Mabasa 4:29) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2013, peji 49, ndima 1-6, uye peji 69 ndima 1 kusvika kupeji 70 ndima 1. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

Rwiyo 92 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe