RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/13 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 13
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 13
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 5/13 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaMay 13

VHIKI INOTANGA NAMAY 13

Rwiyo 4 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 9 ¶8-13 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Johani 5-7 (10 min.)

Nha. 1: Johani 6:22-40 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Nei Zvakanga Zvakakodzera Kuti Rudzikinuro Rupiwe Nenzira Yarwakapiwa Nayo?—rs p. 299 ¶6–p. 300 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Pfungwa Inotaurwa Pana Numeri 15:37-40 Tingaishandisa Sei? (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 126

10 min: Zvichagoverwa Muna May naJune. Hurukuro. Tsanangurai muchidimbu kuti maturakiti achagoverwa achafarirwa sei nevanhu mundima yenyu. Ivai nomuenzaniso mumwe chete kana kuti miviri inoratidza kuti maturakiti acho angagoverwa sei muushumiri hwepaimba neimba.

10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Mateu 5:11, 12 uye Mateu 11:16-19 dziverengwe. Kurukurai kuti nyaya idzi dzingatibatsira sei muushumiri.

10 min: “Chii Chinoita Kuti Tiparidze?” Mibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 91 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe