Zvinokurudzira Zvomuushumiri
Takavazve neimwe nhamba yepamusorosoro yevaparidzi 40 034 vakashuma muna October 2012. Tinoonga Jehovha nokukomborera basa ratinoita takabatana rokuparidza uye kudzidzisa mashoko akanaka oUmambo.
Hapana vhidhiyo iripo.
Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.