Purogiramu Yevhiki yaApril 22
VHIKI INOTANGA NAAPRIL 22
Rwiyo 85 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jr chits. 8 ¶8-13 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Ruka 18-21 (10 min.)
Nha. 1: Ruka 18:18-34 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Vanhu Vemarudzi Ose Vachazobatana Zvechokwadi Here Sehama Nehanzvadzi?—rs p. 214 ¶2–p. 215 ¶1 (5 min.)
Nha. 3: Chii Chinonzi Unyoro, Tingautsvaka Sei, Uye Nei Huchikosha?—Zef. 2:2, 3 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: “Teerera Udzidze.” Mibvunzo nemhinduro.
10 min: “Mushandirapamwe Unobudirira.” Kukurukurirana. Kana mapepa okukokera avapo, ipai munhu wose ari muvateereri, mokurukura zviri papepa racho. Udzai ungano kuti mushandirapamwe uchatanga rini, uye taurai urongwa hweungano yenyu hwekushanda ndima yose. Ivai nemuenzaniso mupfupi.
10 min: “Mufambiro Unoita Kuti Mwari Arumbidzwe.” Mibvunzo nemhinduro. Uyewo kurukurai “Zviyeuchidzo zveGungano Reruwa ra2013” zvinoshanda munzvimbo yenyu.
Rwiyo 121 Nemunyengetero