Purogiramu Yevhiki yaDecember 17
VHIKI INOTANGA NADECEMBER 17
Rwiyo 97 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jr chits. 2 ¶20-27, bhokisi riri pap. 29 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Zekariya 1-8 (10 min.)
Nha. 1: Zekariya 8:1-13 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Kuratidza Kwatingaita Kuti Jehovha Ndiye Changamire Ishe Wedu—Pis. 73:28 (5 min.)
Nha. 3: Nei Kudzidza Zvinodzidziswa naJesu Kristu Chiri Chiratidzo Chokufunga Zvakanaka Pane Kudzidza Uzivi Hwevanhu?—rs p. 389 ¶1-3 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: “Mazano Okugovera Magazini Muna . . .” Kukurukurirana.
10 min: Shoko Ratinofanira Kuzivisa—“Itya Mwari Wechokwadi Uchengete Mirayiro Yake.” Hurukuro inokurukurwa zvine upenyu kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, papeji 272 kusvika pamusoro muduku uri papeji 275.
15 min: Wakambozviedza Here? Kukurukurirana. Muchipa sehurukuro, taurai muchidimbu mashoko ari munyaya dzichangobva kubuda muUshumiri Hwedu hwoUmambo dzaiti: “Usatya Kuparidza Munzvimbo Dzemabhizimisi” (km 3/12), “Batsira Vanhu Kuti Vateerere Mwari” (km 7/12), uye “Ungaita Ushumiri Hwemanheru Here?” (km 10/12). Kumbirai vateereri kuti vataure kuti vakabatsirwa sei nekushandisa mazano ari munyaya idzi.
Rwiyo 117 Nemunyengetero