RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/12 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 30
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 30
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 7/12 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaJuly 30

VHIKI INOTANGA NAJULY 30

Rwiyo 131 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt chits. 24 ¶10-15 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Ezekieri 21-23 (10 min.)

Nha. 1: Ezekieri 23:35-45 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Rudo rwaMwari Rwakadzama Zvakadini?—Joh. 3:16; VaR. 8:38, 39 (5 min.)

Nha. 3: Magwaro Anobatsira muKristu Pamaonero Aanoita Nyaya Yokurwisana—rs p.150 ¶3–p.151 ¶2 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 3

10 min: Zviziviso. Shandisai mharidzo yokuenzanisira iri papeji 8 pakuenzanisira kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei muchishandisa magazini musi woMugovera wokutanga muna August.

25 min: “Mazano Pakutsvaka Vanhu Vanotaura Mimwe Mitauro.” Mibvunzo nemhinduro zvinoitiswa nomutariri webasa. Taurai kuti nyaya iyi ingashandiswa sei mundima yenyu. Kana ungano yenyu ichitarisira boka remumwe mutauro kana kuti ichizofanira kutsvaka vanhu vanoshandisa mutauro weungano yenyu, pamunosvika pandima 5 munofanira kuenzanisira zvinogona kutaurwa pamunenge muchiita basa iri.

Rwiyo 92 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe