RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/12 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 23
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 23
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 7/12 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaJuly 23

VHIKI INOTANGA NAJULY 23

Rwiyo 43 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt chits. 24 ¶1-9, bhokisi riri pap. 193 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Ezekieri 18-20 (10 min.)

Nha. 1: Ezekieri 19:1-14 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: MuKristu Anofanira Kuona Sei Vane Masimba Vari Munyika?—rs p. 149 ¶4–p. 150 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Mashoko Ari Pana Mateu 21:43 Anorevei? (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 10

5 min: Zviziviso.

10 min: Shandisa Zvinobudirira Zvinhu Zvinooneka. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 247 kusvika kupeji 249, ndima 2. Enzanisirai kwenguva pfupi pfungwa imwe kana mbiri kubva mubhuku iri.

20 min: Jehovha Munzwi Womunyengetero. (Pis. 66:19) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2012, peji 59, ndima 1-4; peji 183, ndima 2; peji 187, ndima 1; uye peji 198, ndima 1, kusvika kupeji 199, ndima 1. Kumbirai vateereri kuti vataure zvavanenge vadzidza.

Rwiyo 56 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe