Purogiramu Yevhiki yaJune 18
VHIKI INOTANGA NAJUNE 18
Rwiyo 61 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt chits. 22 ¶ 7-14, mabhokisi ari pamap. 174, 177 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Mariro 3-5 (10 min.)
Nha. 1: Mariro 5:1-22 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Kupindura Munhu Anenge Ati, ‘Munotenda muMhandara Mariya Here?’—rs p. 209 ¶2-4 (5 min.)
Nha. 3: Sei Tichitenda Kuti Bhaibheri Rakafuridzirwa naMwari?—2 Tim. 3:16 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Zviziviso. Bhokisi Remubvunzo. Hurukuro.
10 min: Unoyeuka Here? Kukurukurirana kubva muNharireyomurindi yaApril 15, 2012, peji 32.
15 min: Kukosha Kwemabhuku Anotsanangura Bhaibheri. Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2012, peji 92, ndima 1; peji 112, ndima 4; uye peji 113. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zviripo.
Rwiyo 24 Nemunyengetero