RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/12 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 14
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 14
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 5/12 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaMay 14

VHIKI INOTANGA NAMAY 14

Rwiyo 33 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt chits. 20 ¶16-20 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Jeremiya 39-43 (10 min.)

Nha. 1: Jeremiya 40:1-10 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Zvingaita Here Kuti Vanhu Vapinde Muzororo raMwari?—VaH. 4:10, 11 (5 min.)

Nha. 3: Mariya Aiva Amai vaMwari Here?—rs p. 205 ¶2-4 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 131

5 min: Zviziviso.

15 min: Vose Vachaziva Kuti Muri Vadzidzi Vangu Neizvi. (Joh. 13:35) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2012, peji 217 ndima 2 kusvika kupeji 221 ndima 1 uye peji 221 ndima 3. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zviripo.

15 min: “Ivai Vakachenjerera Pamunenge Muri Muushumiri.” Mibvunzo nemhinduro zvinoitiswa nomutariri webasa. Tsanangurai kuti ungano ingashandisa sei mazano aya mundima yenyu.

Rwiyo 74 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe