Purogiramu Yevhiki yaDecember 5
VHIKI INOTANGA NADECEMBER 5
Rwiyo 29 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 13 ¶17-24 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Isaya 1-5 (10 min.)
Nha. 1: Isaya 3:16–4:6 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Nei Tichifanira Kuramba Tiine Pfungwa Yokukurumidzira? (5 min.)
Nha. 3: Pashure Pokuguma Kwemamiriro Ezvinhu Aripo, Pasi Pano Pachange Paine Vanhu Vapenyu Here?—rs-CA p. 228 ¶1-4 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Kana Mumwe Munhu Akakubvunza Kuti Nei Usingapembereri Krisimasi. Kukurukurirana kubva mubhuku raKukurukurirana, peji 215 kusvika kupeji 218, ndima 3. Ivai nemuenzaniso mupfupi mumwe chete.
10 min: Zvomuungano yenyu.
10 min: Gadzirira Ushumiri. Kukurukurirana muchishandisa mibvunzo inotevera. (1) Unogadzirira sei (a) kuparidzira paimba neimba? (b) kudzokera kune vawakaparidzira? (c) kupupurira zvisina kurongwa? (2) Nei tichifanira kugadzirira pose patinenge tichida kuitisa chidzidzo cheBhaibheri? (3) Zvii zvaunoita kuti ubatsire mudzidzi kugadzirira chidzidzo chake cheBhaibheri? (4) Kugadzirira kunokubatsira sei kuti unyatsonakidzwa neushumiri? (5) Nei Jehovha achifara patinogadzirira ushumiri?
Rwiyo 101 Nemunyengetero