Zviziviso
◼ Zvichagoverwa muna November: Bhaibheri—Rinombotaura Nezvei? December: Munhu Mukurusa Ati Amborarama. Kana pamba pacho pane vana, goverai Dzidza Kumudzidzisi Mukuru kana kuti Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri. January 2012: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Edzai kutanga zvidzidzo zveBhaibheri pamunoshanya kekutanga. Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho uye varamba kudzidza Bhaibheri, vaparidzi vangagovera magazini yekare kana kuti chero bhurocha rinenge rafarirwa nemunhu wacho. February: Vaparidzi vangagovera chero bhuku pane anotevera: Is There a Creator Who Cares About You?, Chakavanzika Chomufarwa Wemhuri, Bhaibheri—iShoko raMwari Here Kana Kuti Romunhu?