RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/11 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 30
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 30
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 5/11 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaMay 30

VHIKI INOTANGA NAMAY 30

Rwiyo 33 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 4 ¶5-12 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 26-33 (10 min.)

Nha. 1: Pisarema 31:9-24 (4 min. kana asingasviki)

Nha. 2: Mienzaniso yomuBhaibheri Yokuzvininipisa Kwechokwadi (5 min.)

Nha. 3: VaJudha Vanofanira Here Kutenda Muna Jesu Kuti Vaponeswe?—rs-CA p. 393 ¶2-3 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 38

10 min: Zviziviso. Muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4, enzanisirai kuti chidzidzo chingatangwa sei paMugovera wokutanga muna June. Kurudzirai vose kuti vave nezvavachaitawo.

15 min: Nzira Yokutsvakurudza Nayo. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri mapeji 33-38. Ivaiwo nemuenzaniso mupfupi wemuparidzi anenge achitaura oga achishandisa zvinoshandiswa pakutsvakurudza kuti awane mhinduro yemubvunzo waanenge abvunzwa muushumiri.

10 min: Gadzirira Kugovera Magazini Muna June. Kukurukurirana. Taurai kweminiti imwe kana maviri zviri mumagazini acho. Zvadaro, sarudzai nyaya mbiri kana nhatu uye kumbirai vateereri kuti vataure mibvunzo nemagwaro zvingashandiswa mumharidzo. Enzanisirai kugoverwa kungaitwa magazini imwe neimwe.

Rwiyo 113 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe