Purogiramu Yevhiki yaJanuary 17
VHIKI INOTANGA NAJANUARY 17
Rwiyo 77 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cf-CA chits. 16 ¶7-14 (25 min)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Ezra 1-5 (10 min)
Nha. 1: Ezra 3:1-9 (4 min kana asingasviki)
Nha. 2: Chikonzero Nei vaJudha Vakaramba Kuti Jesu Ndiye Aiva Mesiya?—rs-CA p. 95 ¶1-2 (5 min)
Nha. 3: Simba Roupenyu Rinodzokera Sei Kuna Mwari?—Mup. 12:7 (5 min)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Zvinokoshera Kudzokorora Paunenge Uri Muushumiri. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri mapeji 206-207. Enzanisirai kwenguva pfupi pfungwa imwe kana mbiri kubva mubhuku racho.
20 min: “Unoziva Zvaungasarudza Here?” Mibvunzo nemhinduro. Shandisai mashoko ari mundima 1 pakusuma uye ari mundima 3 pakupedzisa hurukuro. Inofanira kuitiswa nemukuru. Vanhu vanofanira kuita zvose zvavanogona kuti vaone vhidhiyo yacho. Kana vaparidzi vakawanda vasingakwanisi kuona vhidhiyo yacho, mukuru anofanira kuipa sehurukuro.
Rwiyo 7 Nemunyengetero