RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/11 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 10
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 10
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 1/11 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 10

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 10

Rwiyo 50 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 16 ¶1-6 (25 min)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Makoronike 33-36 (10 min)

Nha. 1: 2 Makoronike 34:12-21 (4 min kana asingasviki)

Nha. 2: Tingadzidzei Pamuenzaniso waMariya, Amai vaJesu? (5 min)

Nha. 3: Jesu Aingovawo Mumwe Mutungamiriri Wechitendero Here?—rs-CA p. 94 ¶4 (5 min)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 73

5 min: Zviziviso.

10 min: Taura Neushamwari Paunenge Uchiparidza. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri peji 118, ndima 1, kusvika papeji 119, ndima 5.

10 min: Ungakwanisa Kuyambukira kuMakedhoniya Here? (Mab. 16:9, 10) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2010 rechirungu mapeji 163-164 uye mapeji 238-239. Makurukura chinoitika chimwe nechimwe, kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvavanowana.

10 min: “Basa Rinofadza Zvikuru.” Mibvunzo neMhinduro. Bvunzai kwenguva pfupi muparidzi kuti akafara uye akagutsikana sei paakaitisa chidzidzo cheBhaibheri chinobudirira.

Rwiyo 75 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe