RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/10 p. 3
  • Karenda ya2011 Inotaura nezvoKunamata Kwemhuri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Karenda ya2011 Inotaura nezvoKunamata Kwemhuri
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Mashoko Akafanana
  • “Shoko raMwari Rine Simba Kwazvo!”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 12/10 p. 3

Karenda ya2011 Inotaura nezvoKunamata Kwemhuri

Kunamata Kwemhuri ndiyo nyaya ichasimbiswa muKarenda yeZvapupu zvaJehovha ya2011. Karenda yacho inoratidza mhuri dzemazuva ano uye mhuri dzinotaurwa muBhaibheri. Inoratidzawo vanhu vakaroorana uye vashumiri vaJehovha vasina kuroora kana kuroorwa vachidzidza Shoko rake.

Vanhu vanotaurwa muBhaibheri vanoratidzwa pakarenda yacho vaifarira mutemo waJehovha, uye izvi zvaikosha pakuvabatsira kutsungirira zvipingamupinyi zvakasiyana-siyana zvavaisangana nazvo. (Pis. 1:2, 3) Sezvatinoongorora mufananidzo mumwe nomumwe, tichayeuchidzwa nezvokukosha kweKunamata Kwemhuri, tingave tiine mhuri yakakura kana kuti duku, yakabatana mune zvokunamata kana kuti isina. Pakarenda yacho pane nzvimbo yakasiiwa yokuti munyore zuva rakasarudzwa nemhuri yenyu kuti muve noKunamata Kwemhuri. Makatonyora here?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe