RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/10 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 27
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 27
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 12/10 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaDecember 27

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 27

Rwiyo 122

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 15 ¶8-16

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Makoronike 25-28

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 131

5 min: Zviziviso. “Karenda ya2011 Inotaura nezvoKunamata Kwemhuri.” Hurukuro.

10 min: Kugadzirira Kutarisana Nematambudziko Ekuchikoro. Kukurukurirana nevateereri. Kumbirai vateereri kuti vataure mamwe matambudziko anosangana nevaKristu vechiduku kuchikoro. Tsanangurai kuti vabereki vangashandisa sei Indekisi, mabhuku eMibvunzo Inobvunza Vechiduku, uye zvimwewo zvavangashandisa paKunamata Kwemhuri kuti vagadzirire vana vavo kuti vasakundwe nemiedzo uye kuti vakwanise kutsanangura zvavanotenda. (1 Pet. 3:15)

10 min: Kuchena Musoro Ikorona Yorunako. (Zvir. 16:31) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2010 reChirungu, peji 110, ndima 1-3. Pamunopedza kukurukura chinoitika chimwe nechimwe, kumbirai vateereri kuti vataure zvavanenge vadzidza.

10 min: Gadzirira Kugovera Magazini Muna January. Kukurukurirana. Sarudzai nyaya mbiri kana nhatu, mokumbira vateereri kuti vataure mibvunzo uye magwaro anogona kushandiswa pakugovera magazini acho. Enzanisirai kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

Rwiyo 90

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe