Purogiramu Yevhiki yaNovember 22
VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 22
□Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cf-CA chits. 13 ¶18-21, bhokisi riri pap. 138
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 2 Makoronike 1-5
Nha. 1: 2 Makoronike 3:1-13
Nha. 2: Jehovha Angakanganwira Zvivi Zvakaitwa chiKristu Chisati Chavapo Achishandisei? (VaR. 3:24, 25)
Nha. 3: Nei Zvapupu zvaJehovha Zvichiparidza Paimba Neimba? (rs-CA p. 419 ¶2-5)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Mabhuku Achagoverwa Muna December. Kukurukurirana. Kurukurai zviri mumabhuku acho uye itai kuti mharidzo imwe kana mbiri dzienzanisirwe.
20 min: “Ungabatsira Here Munhu Asingatendi Ane Murume Kana Mudzimai Chapupu?” Mibvunzo nemhinduro. Bvunzai muparidzi aimbova asingatendi asi murume kana kuti mudzimai wake ari chapupu. Ungano yakamubatsira sei kufarira chokwadi?