RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/10 p. 3
  • Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 10/10 p. 3

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

Mibvunzo inotevera ichakurukurwa paChikoro chaMwari Choushumiri muvhiki inotanga naOctober 25, 2010. Mutariri wechikoro achaitisa kudzokorora kwemaminitsi 20 kunobva pane zvakadzidzwa muhurukuro dzevhiki yaSeptember 6 kusvika kuvhiki yaOctober 25, 2010.

1. Tinodzidzei patinoongorora upenyu hwaMambo Azariya (Uziya)? (2 Madz. 15:1-6) [w91-CA 7/15 map. 29-30]

2. Sezvo Jotamu Mambo waJudha achinzi akatonga kwemakore 16 chete, nei 2 Madzimambo 15:30 ichitaura nezve“gore rechimakumi maviri” rokutonga kwake? (2 Mak. 27:7, 8) [it-2 p. 119 ndima 5; w80 9/15 p 8; w81-CA 3/15 p. 25]

3. “VaSamariya” vanotaurwa pana 2 Madzimambo 17:29 vaiva vanaani? [it-2 p. 847 ndima 7, w93-CA 1/1 p. 25]

4. Nei Jehovha achinzi ‘akaronga’ chinangwa chake? (2 Madz. 19:25) [w99-CA 8/15 p. 14 ndima 3]

5. Pana 2 Madzimambo 25:8, 25, 26 panorondedzera sei zvakarurama pakatangira kuzadzika kwemakore 70 ekuva dongo kweJerusarema? [it-1 p. 415 ndima 6–p. 416 ndima 1-2; p. 463 ndima 4, w07-CA 3/15 p. 11]

6. Nei 1 Samueri 16:10, 11 ichitaura nezvaDhavhidhi semwanakomana wechisere waJese, nepo Ezra achimuti wechinomwe? (1 Mak. 2:15) [w02-CA 9/15 p. 31]

7. Tingatevedzera sei muenzaniso wevaGiriyedhi vekare? (1 Mak. 5:10, 18-22) [w05-CA 10/1 p. 9 ndima 7]

8. Tingadzidzei kubva kuvaRevhi vaichengeta magedhi? (1 Mak. 9:26, 27) [w05-CA 10/1 p. 9 ndima 8]

9. Kuimba kwaikosha zvakadini muIsraeri yekare? (1 Mak. 9:33) [it-2 p. 452 ndima 9, w09-CA 12/1 p. 29]

10. Chii chakanga chakaipa pane zvakaitwa naDhavhidhi zvinotsanangurwa pana 1 Makoronike 13:11? [w05-CA 10/1 p. 11]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe