RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/10 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 6
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 6
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 8/10 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaSeptember 6

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 6

Rwiyo 69

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 10 ¶1-10

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Madzimambo 12-15

Nha. 1: 2 Madzimambo 13:1-11

Nha. 2: Kugamuchira Kwatingaita Mudzimu Mutsvene

Nha. 3: Nderipi Zita raMwari Rakarurama—Rokuti Jehovha Kana Kuti Rokuti Yahweh, Uye Nei Zvichikosha Kuziva Uye Kushandisa Zita raMwari? (rs-CA p. 89 ¶1–p. 91 ¶7)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 60

5 min: Zviziviso.

10 min: Chinoita Kuti Tisava Vaprofita Venhema. Kukurukurirana nevateereri tichishandisa bhuku raKukurukurirana, papeji 404 ndima 3 kusvika ku406 ndima 1. Pamazano ari papeji 405 kusvika ku406 ivai nomuenzaniso mumwe chete.

10 min: Ndezvipi Zvaunovavarira Kuita Pakunamata? Kukurukurirana nevateereri tichishandisa bhuku raTakarongwa papeji 117 ndima 1 kusvikira kunoperera chitsauko chacho. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti vabereki vavo kana kuti dzimwe hama vakavabatsira sei kuti vave nezvinangwa zvokuva mubasa renguva yakazara.

10 min: Bvunzurudzai muparidzi mumwe kana vaviri vari kuita zvakanaka, vanga vachishumira Jehovha vakatendeka kwemakore akawanda. Kubvira pavakatanga kuita ushumiri zvii zvakachinja pamaitirwo ebasa rokuparidza? Zvii zvavakaona zvichiwedzera pakuparidzwa kwemashoko akanaka munyika ino uye pasi rose? Sangano rakavabatsira sei kuti vave vaevhangeri vanofambira mberi?

Rwiyo 121

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe