RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/10 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 23
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 23
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 8/10 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaAugust 23

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 23

Rwiyo 98

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 9 ¶10-16

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Madzimambo 5-8

Nha. 1: 2 Madzimambo 6:8-19

Nha. 2: Nei Shanduro Dzakawanda dzeBhaibheri Dzisingashandisi Zita raMwari Kana Kuti Dzichingorishandisa Munzvimbo Shoma Chete? (rs-CA p. 87 ¶10–p. 88 ¶4)

Nha. 3: Zvido Zvenyama Zvingava Sei Mwari Womunhu? (VaF. 3:18, 19)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 52

5 min: Zviziviso.

10 min: Tanga Kudzidza Nemunhu Bhaibheri Pakushanya Kwokutanga Muna September. Kukurukurirana nevateereri. Muna September tichagovera bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei toedza kukurukura ndima imwe chete kana kuti mbiri nasaimba pakushanya kwokutanga. Kurukurai mazano okuti izvi zvingaitwa sei. Ivai nemuenzaniso mumwe chete kana kuti miviri.

20 min: “Unogona Kuparidza Zvisina Kurongwa!”—Chikamu 1. Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro ndima 1-8. Muchishandisa mazano aripo, ivai nomuenzaniso mumwe kana kuti miviri.

Rwiyo 31

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe