RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/10 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 26
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 26
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 7/10 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaJuly 26

VHIKI INOTANGA NAJULY 26

Rwiyo 13

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 8 ¶1-9

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Madzimambo 15-17

Nha. 1: 1 Madzimambo 15:1-15

Nha. 2: Ndiani Akakurudzira Vanhu Kunzwa Vakasununguka Kuzvisarudzira Vasina Hanya Nemirayiro yaMwari? (rs-CA p. 201 ¶1-2)

Nha. 3: Nei Amagedhoni Ichifanira Kuuya

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 81

5 min: Zviziviso.

10 min: Nzira Dzokuwedzera Nadzo Ushumiri Hwako—Chikamu 3. Hurukuro inobva mubhuku raTakarongwa, peji 114 ndima 2 kusvika kupeji 115 ndima 4. Bvunzurudzai vaparidzi vanoita zvakanaka muungano vakapinda Chikoro Chokudzidzisa Vashumiri kana kuti Chikoro cheGiriyedhi nezvokuti vakabatsirwa sei nezvavakadzidza. Kana muungano musina, taurai zvakaitika zviri mumabhuku.

10 min: Gadzirira Kugovera Magazini Muna August. Kukurukurirana nevateereri. Dzokororai zviri mumagazini acho kweminiti imwe chete kana maviri. Zvadaro sarudzai nyaya mbiri kana nhatu, mokumbira vateereri kuti vataure mibvunzo nemagwaro zvinogona kushandiswa pakupa mharidzo. Ivai nemienzaniso inoratidza kuti magazini imwe neimwe ingagoverwa sei.

10 min: “Uchenjeri Hunoratidzwa Kuti Hwakarurama Nemabasa Ahwo.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 105

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe