RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/10 p. 7
  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMarch 22
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMARCH 22
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 3/10 p. 7

Purogiramu Yevhiki yaMarch 22

VHIKI INOTANGA NAMARCH 22

Rwiyo 69

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 2 ¶1-8

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Samueri 10-13

Nha. 1: 1 Samueri 10:17-27

Nha. 2: Kuchengeta Krisimasi Kunobva muBhaibheri Here? (rs-CA p. 215 ¶2–p. 216 ¶1)

Nha. 3: Chinoita Kuti Kushanduka-shanduka Kusapindirana nechiKristu

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 8

5 min: Zviziviso. Tauraiwo chero zviziviso zvingavapo zvokupedzisira zvine chokuita neChirangaridzo.

15 min: Gadzirira Kugovera Nharireyomurindi yaApril 1 ine Nyaya Inokosha. Kurukurai zvimwe zviri mumagazini iyi. Bvunzai vateereri kuti vari kufunga kuzoshandisa mubvunzo wokuti chii uye rugwaro pakuigovera. Ivai nemienzaniso miviri.

15 min: Batsira Vanhu Vanofarira Vachapinda Chirangaridzo. Hurukuro inopiwa nomukuru achiyeuchidza vaparidzi zvavanofanira kuita kuti vabatsire vari kudzidza Bhaibheri, vaparidzi vakarega kuparidza, uye vamwe vachapinda Chirangaridzo. (Onai Ushumiri Hwedu hwoUmambo hwaMarch 2008, peji 8.) Ivaiwo nomuenzaniso mupfupi. Yeuchidzai vose nezvekuverenga Bhaibheri kweChirangaridzo.

Rwiyo 109

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe