RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/10 p. 7
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 25
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 25
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 1/10 p. 7

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 25

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 25

Rwiyo 27

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 16 ¶1-8

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Vatongi 5-7

Nha. 1: Vatongi 7:1-11

Nha. 2: Tingaziva Sei “Hure Guru” Rinotsanangurwa Pana Zvakazarurwa 17:1?

Nha. 3: Pane Munhu Here Anozombobuda Muhero Inotaurwa muBhaibheri? (rs-CA p. 75 ¶4–p. 76 ¶1)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 111

5 min: Zviziviso.

10 min: Bhuku Richagoverwa Muna February. Kurukurai muchidimbu zvinhu zvinobatsira zviri mubhuku riri kugoverwa mumwedzi wacho. Ivai nemuenzaniso womuparidzi achiparidza zvisina kurongwa achishandisa bhuku riri kugoverwa mwedzi wacho kutanga chidzidzo cheBhaibheri.

20 min: “Uri Kuverengera Here?” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Inofanira kuitiswa nemukuru. Ivai nemuenzaniso wemuparidzi achitsanangura chinangwa chekadhi reDPA uye achikumbira kuti riiswe pane mamwe mapepa ake anogara nachiremba. Chiremba wacho anovimbisa kuti achaita izvozvo. Mava kugumisa hurukuro ino, verengai ndima yokupedzisira. Kana musingakwanisi kuona DVD yacho, mungakurukura “Mibvunzo Inobva Kuvaverengi” iri muNharireyomurindi yaJune 15, 2004.

Rwiyo 29

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe