Zvinokurudzira Zvomuushumiri
Muno muna 2009 takava nenhamba yepamusoro kechitatu mumwedzi waJuly, yevaparidzi 35 737 vakashuma. Takavawo nenhamba yepamusoro yemapiyona enguva dzose anokwana 3 700. Pakavawo nenhamba yepamusoro yekudzokerera kwakaitwa uye zvidzidzo zveBhaibheri.