RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/09 p. 2
  • Purogramu Yevhiki yaOctober 19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaOctober 19
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 19
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 10/09 p. 2

Purogramu Yevhiki yaOctober 19

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 19

Rwiyo 86

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 11 ¶20-22, bhokisi riri pap. 131

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Dheuteronomio 7-10

Nha. 1: Dheuteronomio 9:1-14

Nha. 2: Chikonzero Nei Tichifanira Kuda Jesu (lr-CA chits. 38)

Nha. 3: Bhaibheri Rinoti Vanhu Vangani Vanoenda Kudenga? (rs-CA p. 73 ¶4-5)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 44

5 min: Zviziviso.

15 min: Kutsvakurudza Kunogona Kuwedzera Kunzwisisa. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri pamashoko ari papeji 33 kusvika papeji 34 asi asingabatanidzi kamusoro kari ipapo. Kurukurai mashoko acho sezvaizoitwa nevaparidzi vachikurudzira vadzidzi veBhaibheri nokuvaratidza kutsvakurudza kwavangaita kuti vasimbise kutenda kwavo uye kuti vagadzirire kuzoparidza. Enzanisirai muchiratidza kubatsira kungaita muparidzi mudzidzi weBhaibheri kunzwisisa kukosha kwokutsvakurudza.

15 min: “Kupupurira Norunhare Kunogona Kubudirira.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Itai kuti vaparidzi vaviri vaenzanisire mharidzo mbiri vachishandisa zviri kugoverwa mumwedzi uno. Kana kuti kurukurai nevateereri nyaya inoti “Jehovha Akaita Kuti Chiso Chake Chipenye Kwavari” iri muNharireyomurindi yaAugust 15 2009, mapeji 24-7.

Rwiyo 75

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe