RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/09 p. 3
  • Purogramu Yevhiki yaSeptember 28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaSeptember 28
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 28
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 9/09 p. 3

Purogramu Yevhiki yaSeptember 28

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 28

Rwiyo 186

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 10 ¶16-24

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 33-36

Nha. 1: Numeri 33:1-23

Nha. 2: Tinogona Kumuka Kubva Murufu! (lr-CA chits. 35)

Nha. 3: Zvinoita Kuti Umambo hwaMwari Hupfuure Hurumende Dzose Dzevanhu

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 21

5 min: Zviziviso.

10 min: Shandisa Mifananidzo Kudzidzisa. Hurukuro inobva pamashoko anoshanda ari pamapeji 240-243 ebhuku reChikoro Choushumiri.

20 min: “Tsvaka Vakakodzera.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro. Bvunzai muparidzi mumwe chete kana kuti vaviri vanoita zvakanaka pakuparidza nenzira dzakasiyana-siyana.

Rwiyo 126

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe