RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/09 p. 8
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 8/09 p. 8

Zviziviso

◼ Zvichagoverwa muna August: Vaparidzi vangashandisa chero bhurocha ripi zvaro rine mapeji 32 rinenge riripo. September: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Pose pazvinenge zvichiita, vaparidzi vachaedza kutanga zvidzidzo zveBhaibheri pavanoshanya kekutanga vakagovera bhuku iri. Ratidzai kubatsirwa kungaita vanasaimba nebhuku racho nokuenzanisira muchidimbu chidzidzo cheBhaibheri. October: Magazini eNharireyomurindi neMukai! Kune anenge aratidza kufarira, goverai uye kurukurai turakiti rinonzi Ungada Here Kuziva Chokwadi? Kana vanasaimba vachitova neturakiti racho, vaparidzi vanofanira kuedza kutanga chidzidzo cheBhaibheri. November: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? Kana vanasaimba vachitova nebhuku racho, vaparidzi vangagovera chero bhuku rine mapeji 192 rakadhindwa papepa rinochinja ruvara kana kuti chero bhuku rakabudiswa 1995 asati asvika.

◼ August ndiwo mwedzi wokupedzisira wegore rebasa, saka tinokurudzira vaparidzi vose kuva nechokwadi chokuti vashuma basa ravo romumunda. Izvi zvichaita kuti mushumo wacho ubatanidzwe nemushumo wenyika yose wegore racho rebasa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe