Zvinokurudzira Zvomuushumiri
Kukurudzirwa kwakaita ungano yoga yoga kuti ivavarire kuva nokupera kwevhiki kumwe chete pamwedzi painenge ichitanga zvidzidzo zveBhaibheri kuri kuva nemigumisiro yakawanda. Muna March, takava nenhamba yepamusoro yezvidzidzo 68 633 zvakaitiswa.