RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/09 p. 8
  • Purogramu Yevhiki yaSeptember 7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaSeptember 7
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 7
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 8/09 p. 8

Purogramu Yevhiki yaSeptember 7

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 7

Rwiyo 210

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 9 ¶22-26, bhokisi riri pap. 109, mashoko okuwedzera pap. 218-219

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 22-25

Nha. 1: Numeri 22:20-35

Nha. 2: Nzira Iyo Jesu Akadzivirirwa Nayo (lr-CA chits. 32)

Nha. 3: Pana 1 Petro 4:6 Panorevei? (rs-CA p. 71 ¶1)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 167

5 min: Zviziviso.

10 min: Kupindura Kwaungaita Mibvunzo Ine Chokuita Nemazuva Okupedzisira. Kukurukura nevateereri mashoko ari mubhuku raKurangarira, peji 213, ndima 1, kusvika kupeji 215, ndima 1. Itai kuti zano rimwe chete rienzanisirwe muchidimbu.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Nzira Dzokutsvaka Nadzo Vakakodzera Dzakaratidzwa Kuti Dzinoshanda. Kukurukura nevateereri mashoko ari mubhuku raTakarongwa, peji 95, ndima 2, kusvika kupeji 96, ndima 3. Itai kuti chakaitika chakanaka chaizvo chimwe chete kana zviviri zvomundima yenyu zvirondedzerwe kana kuti zvienzanisirwe. Zvinofanira kuva zvakaitika muparidzi achishandisa dzimwe nzira dzisiri yokupupurira paimba neimba.

Rwiyo 39

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe