RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/09 p. 5
  • Purogramu Yevhiki yaAugust 31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaAugust 31
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 31
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 8/09 p. 5

Purogramu Yevhiki yaAugust 31

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 31

Rwiyo 132

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 9 ¶13-21, bhokisi riri pap. 104

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 17-21

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 159

5 min: Zviziviso.

10 min: Kuratidza Chikonzero Chiri Panyaya Yacho uye Kubudisa Zviri Mukati. Kukurukurirana nevateereri mashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 237, ndima 3, kusvika kupeji 238, ndima 6. Pfungwa imwe chete kana mbiri dziri mumashoko acho dzingaenzanisirwa.

20 min: “Misangano Yebasa Romumunda.” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 151

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe