RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/09 p. 4
  • Purogiramu Yomusangano Webasa waAugust 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yomusangano Webasa waAugust 3
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 3
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 7/09 p. 4

Purogiramu Yomusangano Webasa waAugust 3

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 3

Rwiyo 198

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 8 ¶1-10

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 4-6

Nha. 1: Numeri 4:1-16

Nha. 2: Nzira Yokuziva Nayo Wokuteerera (lr-CA chits. 28)

Nha. 3: Munhu Anofanira Kuenda Kudenga Here Kuti Anyatsofara? (rs-CA p. 70 ¶1-3)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 166

5 min: Zviziviso.

10 min: Bvunzai vaparidzi vaviri kana vatatu vakamboshumira kwainyanya kudiwa vaparidzi kana kuti ndima yaisanyanya kuparidzwa. Vainetseka nezvechii, uye vakakunda sei? Jehovha akakomborera sei zvavaiedza kuita? Vakumbirei kuti varondedzere chakaitika chimwe chete kana zviviri muushumiri hwomumunda kana kuti vaenzanisire muchidimbu chaizvo zvakaitika.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Vimba naJehovha Kuti Uwedzere Mano Ako Somudzidzisi. Kukurukurirana nevateereri mashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri papeji 56, ndima 1 kusvika kupeji 57, ndima 2.

Rwiyo 171

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe