Purogiramu Yevhiki yaMay 4
VHIKI INOTANGA NAMAY 4
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
lv-CA chits. 4, mabhokisi ari pap. 46-49
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 23-26
Nha. 1: Eksodho 24:1-18
Nha. 2: Chii Chinokosha Zvechokwadi? (lr-CA chits. 16)
Nha. 3: Kuzivikanwa Kunoitwa vaKristu Vechokwadi Nhasi (rs-CA p. 131 ¶3–p. 132 ¶2)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
5 min: “Shandisa Maturakiti Pazviitiko Izvi.” Kurudzirai hama kugadzirira kugovera maturakiti panomuka mikana yacho.
10 min: Zvomuungano yenyu.
15 min: Kukosha Kwokufarira Munhu Wacho. Kukurukura nevateereri Mateu 8:2, 3 uye Ruka 7:11-15. Nei vanhu vachititeerera nechido kana tikavafarira nomwoyo wose? Tingaziva sei zvinofarirwa nasaimba uye zvinomudya mwoyo? Tingaratidza sei kufarira munhu akwegura, wechiduku, mudzidzi wokukoreji, mubereki, kana kuti mumwe munhu ari kurwara kana kuti akafirwa?