RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/09 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 27
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 27
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 4/09 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaApril 27

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 27

Rwiyo 122

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 4 ¶12-21, bhokisi riri pap. 42

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 19-22

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 195

5 min: Zviziviso.

5 min: Dzokororai Bhokisi Remibvunzo.

25 min: “Wagadzirira Nokuda Kwemabiko Ezvokunamata Here?” Inofanira kupiwa nomunyori weungano. Taurai kuti ungano yenyu yakanzi ichapinda gungano ripi. Dzokororai “Zviyeuchidzo Zvegungano Reruwa.” Pandima 7, kurukurai muchidimbu zviyeuchidzo zviri mutsamba yaMarch 6, 2008, uye bhurocha rakanzi Mapfekero Nokushambidzika Pakushanyira Kubheteri, sezvo pfungwa dzirimo dzichishandawo kune vanenge vachipinda gungano.

Rwiyo 55

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe