RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/09 p. 1
  • Purogramu Yevhiki yaMarch 9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogramu Yevhiki yaMarch 9
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMARCH 9
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 3/09 p. 1

Purogramu Yevhiki yaMarch 9

VHIKI INOTANGA NAMARCH 9

Rwiyo 202

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 2 ¶1-​11

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 40-​42

Nha. 1: Genesisi 40:​1-​15

Nha. 2: Tinofanira Kukurira Miedzo (lr-CA chits. 9)

Nha. 3: Ngwarira Kuda Kuzvimiririra!

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 41

5 min: Zviziviso. Kumbirai vaparidzi vari muvateereri kuti vatsanangure muchidimbu chakaitika chimwe chete kana kuti zviviri zvinoratidza kuti vakasuma sei magazini uye kuti zvakaguma nei.

15 min: Vamwe Pavanoda Kutsanangurirwa. Hurukuro uye kukurukura nevateereri musoro muduku unotangira papeji 177 yebhuku reChikoro Choushumiri. Enzanisirai kuti muparidzi angapindura sei waanoshanda naye kana kuti mumwe wake wokuchikoro anobvunza mubvunzo une chokuita nezvatinotenda. Muparidzi wacho anopindura akadzikama “nounyoro noruremekedzo rukuru.”​—⁠1 Pet. 3:⁠15.

15 min: “Nyatsogadzirirai Chirangaridzo.” Hurukuro uye kukurukura nevateereri. Tsanangurai muchidimbu urongwa hweungano hweChirangaridzo.

Rwiyo 192

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe