RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/09 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 23
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 23
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 2/09 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 23

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 23

Rwiyo 22

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

lv-CA chits. 1 ¶1-⁠9, mashoko okutanga

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 32-​35

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 1

5 min: Zviziviso. Taura mabhuku achagoverwa muna March.

10 min: Gadzirira Kugovera Nharireyomurindi yaMarch 1 uye Awake! yaMarch. Pashure pokukurukura kwenguva pfupi zviri mumagazini acho, bvunza vateereri kuti inyaya dzipi dzingafarirwa nevanhu vari mundima uye kuti nei. Kumbira vateereri kuti vataure mubvunzo wavangazoshandisa kuti vatange kukurukura, uye rugwaro rwavangaverenga vasati vagovera magazini acho. Gumisa nokuenzanisira kugoverwa kungaitwa magazini imwe neimwe.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Uri Kushandisa Kabhuku Kanonzi Kuongorora Magwaro Zuva Nezuva Here? Hurukuro uye kukurukurirana nevateereri kubva pamashoko okutanga ekabhuku kanonzi Kuongorora Magwaro Zuva Nezuva​​—⁠2009. Taura zvakanakira kuzvipa nguva yokuongorora rugwaro netsanangudzo dzacho zuva nezuva. Kumbira vateereri kuti vataure kuti vanokurukura rugwaro rwacho rini uye sei uye kuti vakabatsirwa sei.

Rwiyo 160

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe