RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/09 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 2

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 2
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 2
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
km 1/09 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 2

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 2

Rwiyo 136

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jd-CA chits. 14 ¶1-⁠9

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Genesisi 21-​24

Nha. 1: Genesisi 22:​1-​18

Nha. 2: “Uyu Ndiye Mwanakomana Wangu” (lr-CA chits. 5)

Nha. 3: Nzira Dzatingawedzera Nadzo Kuda Vamwe (2 VaK. 6:​11-​13)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 220

5 min: Zviziviso zveungano. Yeuchidza vaparidzi kuti vaendese mishumo yebasa romumunda yaJanuary.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Vanhu Vangangoramba Kukurukurirana. Wasuma muchidimbu, enzanisira kuti tingaita sei nezvimwe zvinowanzoitwa nevanhu vangangoramba kukurukurirana vari mundima yenyu uchishandisa bhuku rinonzi Kurangarira, mapeji 15, 16-​20.

10 min: Batsira Vaya Vasingatendi Bhaibheri. Kukurukurirana nevateereri kubva mubhuku rinonzi Kurangarira, mapeji 45-46,47-​48. Kurukura kuti tingapindura sei zvakasiyana-siyana zvinotaurwa nevanhu vachiramba Bhaibheri. Iva nomuenzaniso unoratidza kuti mungakurira sei kuramba kunowanzoitwa mundima yenyu.

Rwiyo 23

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe