RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/06 p. 2
  • Bhokisi Remibvunzo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhokisi Remibvunzo
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Mashoko Akafanana
  • Chikoro Chinobudirira Chiri Munyika Yose
    Mukai!—1996
  • Chikoro Chinotishongedzera Zvinhu Zvinokosha Zvikuru
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
  • Chikoro Choushumiri Choubati Ushe hwaMwari Chinounza Betsero
    Bhuku rinoTungamirira reChikoro choUshumiri choUbati-ushe hwoUmwari
  • Vatariri Vanopa Nhungamiro—Mutariri weChikoro Choushumiri Choubati Ushe hwaMwari
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
km 9/06 p. 2

Bhokisi Remibvunzo

◼ Zvakakodzera here kunyora mashoko ehurukuro dzichazopiwa paChikoro chaMwari Choushumiri toaparadzira kune vamwe?

Zvinobvumirwa kuitira izvi vomumhuri uye shamwari shomanana dzepedyo. Zvisinei, mashoko akadaro haafaniri kungoparadzirwa kune vanhu vose vose kana kuti kutengeswa, sezvo uku kungava kutyora mitemo yekodzero youridzi.—VaR. 13:1.

Nezvedzimwe hurukuro dzepaChikoro chaMwari Choushumiri, musoro wacho bedzi ndiwo wakangopiwa; padzinobva hapana kuratidzwa. Zvaizobatsira here kuti mumwe munhu anyore pangawanikwa mashoko kana kuti kutsvaka mashoko angashandiswa nevaya vanozopiwa hurukuro idzodzo? Aiwa. Zvaisazovawo zvakakodzera kunyora mhinduro dzemibvunzo yokudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri kuti vamwe vashandise, nokuti izvi hazvizovabatsiri kuyeuka pfungwa dzinokosha. Vadzidzi vanofanira kutsvakurudza voga. Iyi inzira inokosha yokudzidziswa kwatinoitwa naJehovha achishandisa chikoro kutibatsira kuti titaure no“rurimi rwevakadzidziswa.”—Isa. 50:4.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe