RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/02 p. 7
  • ‘Tsaura Chimwe Chinhu’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Tsaura Chimwe Chinhu’
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
  • Mashoko Akafanana
  • Tinogona Kupa Jehovha Chimwe Chinhu
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Vanhu Vane Rupo Vanofara
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • ‘Isa Chimwe Chinhu Parutivi’
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2002
km 1/02 p. 7

‘Tsaura Chimwe Chinhu’

Muungano yepakuvamba yechiKristu, paiva nokushomeka kwezvinhu kwaida kugadziriswa. Maererano nokubudirira kwaiita munhu, aikurudzirwa ‘kutsaura chimwe chinhu’ somupiro kuti zvaidiwa izvi zvivepo. (1 VaK. 16:1-3) Kupa kwavo kwakaguma nokuti vanhu vose vakafara ‘nokuonga Mwari zvikuru.’—2 VaK. 9:11, 12.

Nhasi basa romunyika yose revanhu vaJehovha rinoramba richiwedzera, richida rutsigiro rwemari yakawanda zvikuru. Zvakakodzera kuti nesuwo ‘titsaure chimwe chinhu’ nguva nenguva kubatsira kuti zvinodiwa zvivepo. (2 VaK. 8:3, 4) Kupa zvinhu kunogona kuitwa munzira dzakasiyana-siyana. (Ona Nharireyomurindi yaNovember 1, 2001, mapeji 28-9.) Tinoita zvakanaka kuona iyi seropafadzo inounza mufaro wechokwadi.—Mab. 20:35.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe