RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/99 p. 3
  • Mashoko Oushe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mashoko Oushe
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1999
  • Mashoko Akafanana
  • Mashoko Oushe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1999
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1999
km 5/99 p. 3

Mashoko Oushe

◼ Albania: Nhamba itsva yepamusoro yevaparidzi 1 556 vakashuma muna January inoratidza kuwedzera kwe20 muzana kupfuura avhareji yegore rapera.

◼ Belau: Nhamba yose yaDecember yevaparidzi 73 kuwedzera kwe20 muzana kupfuura avhareji yegore rapera nokuwedzera kwe22 muzana kupfuura December wegore rapfuura.

◼ Canada: Mamwe mapiyona enguva dzose mazana mana nemakumi matanhatu akagadzwa pana 1 January 1999.

◼ United States: Matare okuyamura munjodzi akagadzwa neSosaiti kuti atarisire kuparadzwa kwakakonzerwa nemadutu kumaodzanyemba kweUnited States. Izvi zvakabatanidza mafashamo akaitika muTexas nokuparadzwa kwakakonzerwa neHurricane Georges muFlorida Keys. Vavakidzani vakashamiswa nenzira yakaronga nayo Sosaiti kuti ibatsire hama nenzira yaiitwa nayo basa rokuyamura.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe