Yekudzidza
AUGUST 2019
NYAYA DZEKUDZIDZA: SEPTEMBER 30–OCTOBER 27, 2019
© 2019 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Paainge ari musungwa asingabvumirwi kubva pamba muguta reRoma, Pauro akanyorera ungano yeFiripi tsamba. Pauro akashandisawo nguva iyoyo kuparidzira varindi vake uye vanhu vaimushanyira. (Ona nyaya yekudzidza 32, ndima 16)