RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w19 July p. 32
  • Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
w19 July p. 32

Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Ruoko Runoshamisa rweOctopus

Ruoko runozvonyongoka rweoctopus rwakaita kuti mainjiniya ade kugadzira ruoko rwerobhoti runobatsira vanachiremba kuti vakwanise kuvhiya vachishandisa nzira dzinoita kuti vasacheka pakakura.

Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > SAINZI NEBHAIBHERI > ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?)

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

“Ndaizvicherera Guva”

Óscar ane chokwadi chekuti angadai akafa kudai asina kubatsirwa neShoko raMwari. Chii chakaita kuti murume uyu aimbova muchikwata chematsotsi kuEl Salvador achinje upenyu hwake?

Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > RUGARE UYE MUFARO > BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe