Zviri Mukati
February 15, 2015
© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
YOKUDZIDZA
APRIL 6-12, 2015
Tevedzera Kuzvininipisa Uye Unyoro hwaJesu
APRIL 13-19, 2015
Tevedzera Jesu Pakuva Neushingi Uye Anonzwisisa
PEJI 10 • NZIYO: 99, 108
APRIL 20-26, 2015
Kugadzirira Kuti Marudzi ‘Adzidziswe naJehovha’
PEJI 19 • NZIYO: 98, 104
APRIL 27, 2015–MAY 3, 2015
Jehovha Ari Kutungamirira Basa Redu Rokudzidzisa Munyika Yose
PEJI 24 • NZIYO: 103, 66
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Tevedzera Kuzvininipisa Uye Unyoro hwaJesu
▪ Tevedzera Jesu Pakuva Neushingi Uye Anonzwisisa
Bhaibheri rinotikurudzira kunyatsotevera tsoka dzaJesu. (1 Pet. 2:21) Zvinoita here kuti titevedzere muenzaniso waJesu isu tiri vanhu vanotadza? Nyaya yokutanga pambiri idzi inoratidza kuti tingatevedzera sei kuzvininipisa uye unyoro hwake. Yechipiri inoratidza kuti tingatevedzera sei ushingi hwake nokunzwisisa.
▪ Kugadzirira Kuti Marudzi ‘Adzidziswe naJehovha’
▪ Jehovha Ari Kutungamirira Basa Redu Rokudzidzisa Munyika Yose
Nyaya yokutanga panyaya mbiri idzi inoratidza kuti Jehovha akabatsira sei vateveri vaJesu kuti vazivise mashoko akanaka. Nyaya yechipiri ichataura zvimwe zvinhu zviri kuitika mazuva ano zvinoita kuti tikwanise kuudza vanhu mashoko akanaka.
DZIMWEWO NYAYA
3 Chipo Chakapiwa Vanhu vokuJapan
15 Ramba Uchishingaira Muushumiri
KAVHA: Zvapupu zvichigovera magazini yeAwake! pashure pokunge zvagamuchirwa zvakanaka mubasa rokuparidza paimba neimba pachitsuwa chinonzi Bali
INDONESIA
VAGARI VEMO
237 600 000
VAPARIDZI
24 521
MAPIYONA ENGUVA DZOSE
2 472
Kune mapiyona chaiwo 369 ari kushumira muzvitsuwa 28