Zviri Mukati
December 15, 2012
© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA
JANUARY 28, 2013–FEBRUARY 3, 2013
Unganyatsobudirira Sei Muupenyu?
PEJI 4 • NZIYO: 115, 45
FEBRUARY 4-10, 2013
PEJI 9 • NZIYO: 62, 125
FEBRUARY 11-17, 2013
Kuramba Tiri “Vagari Venguva Duku”
PEJI 19 • NZIYO: 107, 40
FEBRUARY 18-24, 2013
“Vagari Venguva Duku” Vanonamata Mwari Pamwe Chete
PEJI 24 • NZIYO: 124, 121
CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 4-13
Kunyatsobudirira muupenyu kuita sei? Nyaya idzi dzinoratidza kuti mhinduro yakarurama yakasiyana nemhinduro ingapiwa nevanhu vari munyika. Tichaonawo kuti kana tichida kunyatsobudirira, tinofanira kuramba takatendeka kuna Mwari uye tinofanira kuita zvatinenge tanzi tiite.
NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 19-28
VaKristu vakazodzwa uyewo shamwari dzavo dze“mamwe makwai,” vanganzi “vagari venguva duku” pakudini? (Joh. 10:16; 1 Pet. 2:11) Nyaya idzi dzichatipa mhinduro yacho uye dzichaita kuti tishinge kuramba tiri vagari venguva duku, takabatana pabasa rokuparidza sesangano rehama riri munyika yose.
DZIMWEWO NYAYA
3 Ngwarira Kushandisa Bhaibheri Sedumwa
14 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
29 Nharireyomurindi yeChirungu Chisina Kuoma—Nei Yakanzi Ivepo?
32 Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2012
KAVHA: MuSouth Korea mune Zvapupu zvinopfuura 100 000. Vakawanda vari mujeri nokuti havatsigiri zvematongerwo enyika uye vanoramba kurwisa vamwe vanhu nezvombo. Kunyange mujeri imomo, vanoedza kuparidza, pamwe pacho vachiita zvokunyora tsamba
SOUTH KOREA
VAGARI VEMO
48 184 000
VAPARIDZI
100 059
HAMA DZAIVA MUJERI GORE RAPERA
731
MAAWA AVAVE VACHIPARIDZA PAMWEDZI
9 000